KwaunobvaDuramazwiMmbwanana

Zvinoreva

Mbwanana mwana wembwa.

1

Mbwanana mwana wembwa.

Kuti gugudu kurova chinhu kusvikira chafa. Chikomana chakati mbwanana gugudu, chichiti chiri kutamba, izvo chatoiuraya.

Ndairara ndigere, ndichirwadzirirwa zviripo kwete madzanambwanana aya.

Nyenyeura sadza rezvimbwanana.

Zvakafanana

handa · mhondana · shinja · chinja · kutu · chikuturu · chituhwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbwandi

Kana munhukadzi achinzi ati mbwandi hembe kana achigara anenge anyatsoivharidzira kuti asaonekwe nhengo dzake dzomukati.

Verenga

Swipe for the next word