Duramazwi · chiito
chinja
change · divert · relativism · reschedule · switch · transfer · exchange · adjust
Duramazwi · chiito
change · divert · relativism · reschedule · switch · transfer · exchange · adjust
Kushandura chinhu kuitira kuti chive nechimiro chitsva (to change/exchange).
Kushandura.
Kushandura chinhu kuitira kuti chive nechimiro chitsva (to change/exchange).
Mutami munhu anongogara achichinja-chinja pekugara.
Chandakangofarira hangu yaive nhau yekuti aive achinja asisina kupfeka uniform.
Ndakasvika ndokugeza ndichibva ndachinja hangu ndokuzobuda ndakuenda kumain house.
Kushandura.
Mutami munhu anongogara achichinja-chinja pekugara.
Chandakangofarira hangu yaive nhau yekuti aive achinja asisina kupfeka uniform.
Kuchinja kushandura maitiro, mararamiro kana magariro emunhu kana echinhu.
Kana munhu achichinja mbatya anenge achibvisa dzaakapfeka achipfeka dzimwe.
Kuchinja kubva pane imwe nzvimbo uchindogara pane imwe.
Ndakachinja chikoro, saka ndava pedyo nemusha.
Kuchinja munhu mari kumupa inenge yapfuuriidza mutengo wechinhu chaanenge achitenga.
Kuchinja munhu kumupa mari yakatsaukanatsaukana.
Duramazwi
01 / 03chinjana
alternate
VerengaSwipe for the next word