KwaunobvaDuramazwiCchinjanisa

Duramazwi

chinjanisa

Zvinoreva

Kana ukachinjanisa zvinhu unenge wabvisa zvanga zviripo uchiisa zvanga zvisingatarisirwi kuvapo.

1

Kana ukachinjanisa zvinhu unenge wabvisa zvanga zviripo uchiisa zvanga zvisingatarisirwi kuvapo.

Kana ukachinjanisa zvinhu unenge wabvisa zvanga zviripo uchiisa zvanga zvisingatarisirwi kuvapo.

Rotesheni inzira yekurima nayo, yekudyara mbesa uchichinjanisa dzakasiyana-siyana pabindu rimwe chete.

Kubhibhidza kutsikatsika pasi uchichinjanisa makumbo.

2

Kana munhu achichinjanisa motokari kana chimwe chinhu anenge ari kuti mangwana ane chimwe, ofumazve ava nechimwe.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word