Duramazwi · zita
chininiso
chimimino
Duramazwi · zita
Chininiso ndechose chinoshandiswa kudzinga nhunzi kana nyunyu.

Chininiso chimudziyo chakaita chisefa chinoshandiswa kumimina masamba anenge ari mutii kuti asapinda mukapu yaunenge uchida kunwira.

Duramazwi
01 / 03chinja
change
VerengaSwipe for the next word