Duramazwi
chinjana
alternate
-i-zana
Duramazwi
alternate
Kana vanhu vachichinjana zvinhu vanenge vachiti uyu otora cheuyo, uyo otorawo cheuyu.
Kana vanhu vachichinjana zvinhu vanenge vachiti uyu otora cheuyo, uyo otorawo cheuyu.
Vatambi vebhora vetimu dzakasiyana-siyana dzimwe nguva vanochinjana hembe dzavanenge vatambisa mutambo kumagumo kwavo.
Kana vanhu vachichinjana zvinhu vanenge vachiti uyu otora cheuyo, uyo otorawo cheuyu.
Iyi inguva iri pakati napakati pomutambo, panochinjana vatambi magedhe okugohwesa.
-i-zana
Duramazwi
01 / 03chinjanisa
Kana ukachinjanisa zvinhu unenge wabvisa zvanga zviripo uchiisa zvanga zvisingatarisirwi kuvapo.
VerengaSwipe for the next word