Duramazwi · zita
tsiva
substitute · boxing · replace · repay
Duramazwi · zita
substitute · boxing · replace · repay
Tsiva mutambo unoitwa vanhu vachirovana nezvibhakera.
Kutsiva kuitira munhu chakaipa pamusana pokuti akambo-kuitiravo chakaipa.

Uyu munhu anotambisa mutambo wakaita sebhora kana tsiva, achiona kuti mitemo iri kutevedzerwa.
Kana munhu achikumbira tsiva yenzungu anenge achida kupihwa nzungu dzinozadza chanza chimwe chete.

Kutsiva kuisa chimwe chinhu paunenge wabvisa chimwe.
Kutsiva kutora chinzvimbo cheasipo, wobva waita zvaanga achifanira kuita.
bhokiseni · -tsividza
Duramazwi
01 / 03tsivamei
Kuti tsivamei kumbobatwa nehope zvishoma munhu ozosvinura zvakare.
VerengaSwipe for the next word