Duramazwi · zita
Zvinoreva
1 Kuti kutu kudeura zvinhu zvaunenge wakatakura.
Mbwanana.

Kuti kutu kutu kufungisisa pamusoro pechimwe chinhu kana nhamo.
Mukutu mudziyo wakada kuita segaba, waiberekwa kumusana uchibatirwa nokuchengeterwa miseve.
Mukutu mucheka wakasonwa kuita chihomwe unowanzoshandiswa nemadzimai kuisira zvinhu zvakasiyana-siyana.
2 Kuti kutu kunwa uchipedza.
Mbwanana.
Kuti kutu kutu kufungisisa pamusoro pechimwe chinhu kana nhamo.
Mukutu mudziyo wakada kuita segaba, waiberekwa kumusana uchibatirwa nokuchengeterwa miseve.
Mukutu mucheka wakasonwa kuita chihomwe unowanzoshandiswa nemadzimai kuisira zvinhu zvakasiyana-siyana.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kutu kutu
Kuti kutu kutu kufungisisa pamusoro pechimwe chinhu kana nhamo.
VerengaSwipe for the next word