Duramazwi · zita
inda
lice · vermin
Duramazwi · zita
lice · vermin
Chipukanana chinogara mubvudzi remunhu kana mhuka (louse).
Inda kapukanana kadikidiki, kanonanaira uye kanoda kugara muhanzu kana pamuviri womunhu kachimusveta ropa. Kana hembe dzisingagari dzichiainwa dzinogona kuita inda dzakawanda.

Chara chimwe hachitswanyi inda.
Muenzaniso: Chara chimwe hachitswanyi inda - Vanhu vakawanda vanokwanisa kuita basa zhinji uye zvakanaka kupinda munhu mumwe chete.
Chimbwa chipukana-na chinenge inda, asi icho chakati kurei kudarika inda, chinogara mumakomba asina kudzika muvhu rakareruka.

Duramazwi
01 / 03inda musango
Kana zvinhu zvichinzi zvainda musango zvinenge zvatora gwara razvanga zvisingatarisirwi.
VerengaSwipe for the next word