KwaunobvaDuramazwiIindasitiri

Duramazwi · zita

indasitiri

industry

Zvinoreva

lyi inzvimbo ine mafekitari okugadzira zvinhu.

1

lyi inzvimbo ine mafekitari okugadzira zvinhu.

Iyi isimbi tsvuku isingabatiri tsvina, yakakosha zvikuru, inogadziriswa zvuma nekushandiswawo mumaindasitiri.

Iri ikadhi rinonyanyoshandiswa nevemaindasitiri rinoiswa pamuchina ronyorwa kuti mushandi apinda pabasa nguva i, akabuda nguvai.

2

Aya mabasa okuita zvigadzirwa muchishandisa michini mumafekitari.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word