Duramazwi · zita
Zvinoreva
Indaneti idandemutande remakombiyuta rinoita kuti vanhu vakwanise kuverenga nekunzwa zviri kuitika pasi rese, uye vachikwanisa kunyorerana matsamba.
1
Indaneti idandemutande remakombiyuta rinoita kuti vanhu vakwanise kuverenga nekunzwa zviri kuitika pasi rese, uye vachikwanisa kunyorerana matsamba.
Zvichakubatsira kana ukangoita ushamwari nemapepanhau uye wairesi, terevhizheni nehindaneti.
Unosarudza paunodira kuverenga, unogona kudzidza uchiverenga manotsi ako pafoni kana pahindaneti chaipo.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03indasitiri
industry
VerengaSwipe for the next word