KwaunobvaDuramazwiIinda musango

Duramazwi

inda musango

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvainda musango zvinenge zvatora gwara razvanga zvisingatarisirwi.

1

Kana zvinhu zvichinzi zvainda musango zvinenge zvatora gwara razvanga zvisingatarisirwi.

Ndasvika kubhangi ndikandoshaya mari zvinhu zvangu zvichibva zvainda musango zvese.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

indaneti

Indaneti idandemutande remakombiyuta rinoita kuti vanhu vakwanise kuverenga nekunzwa zviri kuitika pasi rese, uye vachikwanisa kunyorerana matsamba.

Verenga

Swipe for the next word