Duramazwi
Zvinoreva
Kuminama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya nezvimwewo.
1
Kuminama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya nezvimwewo.
Kuti dzvongo kuminama pane imwe nzvimbo kwechinhu chakaita sedanda.
Kuminama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya nezvimwewo.
Kana chimwe chinhu chichikurwadza unenge uchiona kuminama kwacho asi usina nzira yokuchigadzirisa.
2
Kuminama kusamira zvakanaka kwezvirongwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03minamato
liturgical
VerengaSwipe for the next word