KwaunobvaDuramazwiMmina

Duramazwi

mina

Zvinoreva

Kumina kutsamwisa munhu nekuramba uchimurambidza kuita zvaanoda kuita.

1

Kumina kutsamwisa munhu nekuramba uchimurambidza kuita zvaanoda kuita.

Sipedhi ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pazvimakasi zvemutambo wemakadhi.

Chinhunzi ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi emutambo wemakadhi.

Foshoro ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi emutambo wemakasi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

minama

Kuminama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya nezvimwewo.

Verenga

Swipe for the next word