Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mimba idumbu remukadzi ari kutarisira kusununguka mwana kana vana.
1
Mimba idumbu remukadzi ari kutarisira kusununguka mwana kana vana.
Mukadzi wa-Fani ane mimba yemwedzi mishanu yaakanzi achasununguka mapatya.
Vakaita mimba yaTakue kwave kuzvara mwana wavo Takue wavasina kubvira vakaratidza vabereki vavo.
Gore raaizoita mimba yemurume wemunhu ndopaaizoona kuti haasi tsotsi nekuti kwekuenda chaiko anenge asisina.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mimina
Kumimina kutsaura zvinhu zvakaita semasese, marara, masamba anenge ari mumvura, mudoro kana mutii, uchishandisa chisvino.
VerengaSwipe for the next word