Duramazwi · zita
pamuviri
bodily · expectant · pregnancy · pregnant
Duramazwi · zita
bodily · expectant · pregnancy · pregnant
Kana munhukadzi achinzi ava napamuviri anenge ane mwana mudumbu asi asati azvarwa.
Kana munhukadzi achinzi ava napamuviri anenge ane mwana mudumbu asi asati azvarwa.
Tinovimba wawana mamwe amatambudziko aya:- (a) Vasikana vanoitiswa pamuviri vasati varoorwa.
Ndadeedzwa navadzimai zvichinzi kune vaeni ava vauya nemusikana uyo wavanoti ane pamuviri paRaymond.
Pfupiso Hapana kuwanikwa dambudziko pakubata pamuviri.
Duramazwi
01 / 03pamwe
along
VerengaSwipe for the next word