KwaunobvaDuramazwiPpamusoroi [pamusoroni]

Duramazwi

pamusoroi [pamusoroni]

padera

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupiwa mukana wokubvunza kana kupawo pfungwa dzake panyaya inenge iri mudariro.

1

Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupiwa mukana wokubvunza kana kupawo pfungwa dzake panyaya inenge iri mudariro.

Pamusoroi, vanaba navanamai, regai ndimbotsa nangurawo zvandakaona ini.

2

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge achida kupiwa mukana wokupfuura nepakati pevanhu.

3

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge achitaridza kuzvininipisa paanenge achidarika nepane vanhu, zvikuru vakuru kwaari.

Zvakafanana

padera

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamusorosoro

Apa panhu pakanyanyokwirira chaizvo, kazhinji kudarika pamwe pose pakatenderedza.

Verenga

Swipe for the next word