Tsumo · Uchenjeri
Nzou haikarari ina makaka.
Zvinorehwa
Munhu anenge ane chinhu chaanoziva kuti angangorasikirwa nacho haatauri zvakawanda. Mai vane rusvava havadavidzani kana kutukana nomuroyi, vanosarudza kunyarara zvavo pane kuti mwana wavo agoroyiwa.
What it means
Someone who has something they know they could lose does not talk about it much; a mother with a newborn avoids arguing or quarrelling with a suspected witch, choosing to stay quiet so her child is not bewitched.
Word for word
An elephant with calves does not cough up phlegm.
Mamwe mataurirwo
Imbwa ine hona haihukuri.