Duramazwi · zita
mombe
cattle; cow · cattle
Duramazwi · zita
cattle; cow · cattle
Kumocha munhu kudya mari yake uchimuvimbisa kuti pane zvauchazomuitira iwe uchiziva zvako kuti hauzoziiti.
[n'ombe] Mombe chipfuyo chinodyiwa nyama, kukamwa mukaka kana iri hadzi, nekushandiswa pamabasa akaita sekurima.
Mombe rudzi rwe-uswa hwakafanana nezviyo.
Kumocha munhu kudya mari yake uchimuvimbisa kuti pane zvauchazomuitira iwe uchiziva zvako kuti hauzoziiti.
Mombe yekurunzirwa ndeyekukama wakarinde nzira.
Mombe yekukumbira ndeyekukama wakaringe nzira.
Totenda dzanwa mombe dzaswera nebenzi.
[n'ombe] Mombe chipfuyo chinodyiwa nyama, kukamwa mukaka kana iri hadzi, nekushandiswa pamabasa akaita sekurima.
Ane mombe yake anoziva makumire ayo.
Mombe yenjeni kutokama wakasungira.
Izvi zvinoitawo kuti vabereki vake vagowanawo mombe yechimanda kana achinge aroorwa.
Mombe rudzi rwe-uswa hwakafanana nezviyo.
Ane mombe yake anoziva makumire ayo.
Vanzwa zvaitika nemukomana wavo anofudza mombe vakamhanyira kumunda kuya.
Ivo VaChekero vanosvika vachibva kudanga kunozarura mombe.) Chengeto: Mamuka sei sekuru?
shawi
Duramazwi
01 / 03mombe yechiredzwa
Iyi imombe yekutenda inopiwa kumunhu anenge akurerera mwana wako. Iwe somukuwasha akamboramba mwana wake, unofanira kupa sekuru vemwana mombe yechiredzwa.
VerengaSwipe for the next word