KwaunobvaDuramazwiMmokoteka

Duramazwi

mokoteka

Zvinoreva

Kunyunguduka kana kupfupfunyuka nokuyerera.

1

Kunyunguduka kana kupfupfunyuka nokuyerera.

Kumokoteka kunyungudika kana kupfava kwechinhu kungafanane nekwechingwa chaiswa mumvura.

Kumokoteka kuyerera kunoita misodzi kumeso kwemunhu.

2

Kumokoteka kuyerera kunoita misodzi kumeso kwemunhu.

3

Kumokoteka kunyungudika kana kupfava kwechinhu kungafanane nekwechingwa chaiswa mumvura.

4

Kumokoteka kufufunyuka kunoita chinhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mokoto

Kuti mokoto kuyerera sezvinoita misvodzi pamatama kana munhu achichema.

Verenga

Swipe for the next word