KwaunobvaDuramazwiNnyungudika

Duramazwi

nyungudika

thaw · melt

Zvinoreva

Kana chinhu chanyungudika chinenge chapera ugodo hwacho chaita mvura mvura. Tinoisa shuga mutii kuti igonyungudika kuti tii igonaka.

1

Kana chinhu chanyungudika chinenge chapera ugodo hwacho chaita mvura mvura. Tinoisa shuga mutii kuti igonyungudika kuti tii igonaka.

Iyi imvura yakagwamba kuita chando inenge ichinaya yakaita tutsanga tunozonyungudika.

Kuti nyangada kunyungudika kwechinhu chinenge chaiswa mumvura kana chimwewo chinwiwa.

Kuti nekeshe kupararira kunoita chinhu chanyungudika, semafuta kana uchi.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word