Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyungururwi kapuka kadikidiki katema, kanogara mumvura yakadzikama, kanofamba kachiita zvokutenderera-tenderera.
1

Ndira tupuka tutema tunoonekwa twakawanda mumwedzi waNdira, twakafanana nenyungururwi.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyunya
Pakutamba nhabvu, kunyunya kunzvengesa bhora zvakanyanya kubva kune vauri kutamba navo.
VerengaSwipe for the next word