Duramazwi · chiito
nyunguduka
dissolve
-nyungudika
Duramazwi · chiito
dissolve
Soda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa muderere kuti rigorera zvakanaka.
Kunyakatika kunyunguduka kwechinhu chakapfava uye chagara mumvura kana kuti muzuva kwenguva yakareba.
Kunekeshera kupararira kunoita chinhu chanyunguduka.
-nyungudika
Duramazwi
01 / 03nyungururwi
Nyungururwi kapuka kadikidiki katema, kanogara mumvura yakadzikama, kanofamba kachiita zvokutenderera-tenderera.
VerengaSwipe for the next word