Duramazwi · zita
1
Chininiso ndechose chinoshandiswa kudzinga nhunzi kana nyunyu.
Kana munhu akati funyunyu anenge akarara zvinoratidza kuti haana kana chokuita paupenyu.
Unyunyu tumbuyu tudikidiki tunowanzo-mhara pazvinhu zvaora kana pamiti.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyunyuta
complain
VerengaSwipe for the next word