Duramazwi · zita
nyunyuto
complaint
Duramazwi · zita
complaint
Nyunyuto mashoko kana gwaro rinotaura nezvokusagutsikana kwemunhu pamusoro pezvakaitika kwaari kana kune mumwe munhu. Akazivisa maneja nenzvenyunyuto yake pamusoro pekumiswa kwaakaitwa basa.
Nyunyuto mashoko kana gwaro rinotaura nezvokusagutsikana kwemunhu pamusoro pezvakaitika kwaari kana kune mumwe munhu. Akazivisa maneja nenzvenyunyuto yake pamusoro pekumiswa kwaakaitwa basa.
Chironda chigumbu kana nyunyuto iri muhana momunhu.
Chinyunyuto chinhu chaunenge usingafari nacho, chaunogona kuudza mumwe munhu.
Iri igakava kana chinyunyuto chinenge chiri mumwoyo momunhu, chichimushaisa mufaro nguva dzose.
Nyunyuto igwaro rinonyorwa mazita evanhu vane chitsama vanenge vane zvinovashusha pamusoro pechimwe chinhu icho vanenge vachida kuti nyakunyorerwa achigadzirise.
Duramazwi
01 / 03nyura
drown
VerengaSwipe for the next word