KwaunobvaDuramazwiNnyundwa

Duramazwi · zita

nyundwa

nundatsaka

Zvinoreva

Nyundwa inhengo yedzimwe mhuka honho inowanikwa yakatundumara pamusoro pepanosangana makumbo emberi pari pasure pomutsipa.

1

Nyundwa inhengo yedzimwe mhuka honho inowanikwa yakatundumara pamusoro pepanosangana makumbo emberi pari pasure pomutsipa.

Kuti fundundu kusimudza musana kana nyundwa, sezvinoita mhuka inenge yashatirwa.

Kufundunduka kusimudza musana kana nyundwa, sezvinoita mhuka inenge yashatirwa.

Bhuramani rudzi rwen'ombe yenyama yakaita pfumbu iri hombe chaizvo, iine nyundwa huru pamusana.

Zvakafanana

nunda · tsaka

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyunganyunga

Nyunganyunga nderumwe rudzi rwembira dzinoridzwa.

Verenga

Swipe for the next word