KwaunobvaDuramazwiNnyumwa

Duramazwi

nyumwa

-fungira-zimbwa

Zvinoreva

Kunyumwa kuva nerufungidziro rwekuti pane zviri kuitika kana zvichaitika, zvaunenge usingafaniri kuziva kana kuti zvisina kunaka.

1

Kunyumwa kuva nerufungidziro rwekuti pane zviri kuitika kana zvichaitika, zvaunenge usingafaniri kuziva kana kuti zvisina kunaka.

Pandakaona tete vachisvika pamba ivo vakambenge vabva zvisina kunaka, ndakanyumwa kuti vainge vane zvavaronga nen'anga yavo.

Vaitodya sadza havo asi BaTakunda vaive nekakunyumwa kuti anytime Maitakue vaigona kungobudikira.

Tadiwa akanyumwa kuseka uku kwave kutanga kuzama kuvhura wanike ihembe dzake dzakanaka dzose dzaainge abva nadzo kumba kwavo.

Zvakafanana

-fungira · -zimbwa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyundo

Nyundo mudziyo une musoro wesimbi unosevenzeswa pakurovera sezvakaita hoko kana zvipikiri.

Verenga

Swipe for the next word