KwaunobvaDuramazwiNnyumbwaira

Duramazwi

nyumbwaira

Zvinoreva

Kunyumbwaira kuzadzwa nemufaro kwemunhu mumwoyo make. Ndinonyumbwaira nemufaro kana ndichikuonai muchibatsirana kudai, vanangu.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyumoniya

Nyumoniya chirwere chemapapu chinoita kuti munhu aite mabayo uye achikosora nekutadza kunyatsofema.

Verenga

Swipe for the next word