KwaunobvaDuramazwiNnyukutira

Duramazwi

nyukutira

Zvinoreva

Kunyukutira kunyorova kunoita madziro eimba nomwando unowanzoita kana kwanaya mvura zhinji.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyumbu

Nyumbu inguwani ine manhenga inopfekwa nevanhu vane zvinzvimbo zvikuru vakaita semadzishe nanamambo.

Verenga

Swipe for the next word