Duramazwi
Zvinoreva
Kunyukura chinhu kuchiburitsa machinenge chiri, makaita semumvura.
1
Kunyukura chinhu kuchiburitsa machinenge chiri, makaita semumvura.
Kunyukura chinhu kuchiburitsa machinenge chiri, makaita semumvura.
Mutupiri munhu anoita basa rekusambira pasi pemvura achinyukura vanhu kana zvinhu zvinenge zvanyura.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyukutira
Kunyukutira kunyorova kunoita madziro eimba nomwando unowanzoita kana kwanaya mvura zhinji.
VerengaSwipe for the next word