KwaunobvaDuramazwiKkubura

Duramazwi

kubura

Zvinoreva

Kupfodora.

1

Kupfodora.

Kubura kubvisa chikafu chinenge chiri mupoto uchichiisa mundiro kuti vanhu vagodya.

Kupatya kubura usavi, zvikuru hwenyama, kubva mupoto huchiiswa mundiro dzakasiyana-siyana.

Kubura munhu mumoto kumubvisa mumatambudziko makuru anenge amuwira.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word