KwaunobvaDuramazwiKkubuka

Duramazwi

kubuka

-kashuka

Zvinoreva

Kukubuka kurara usina chawakafuka.

1

Kukubuka kurara usina chawakafuka.

Kubuka kudonha kunoita riva kana ragumhwa.

Kukubuka kurara hope zvekutadza kana kunzwa nekai zvako.

2

Kukubuka kurara hope zvekutadza kana kunzwa nekai zvako.

Zvakafanana

-kashuka

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word