KwaunobvaDuramazwiKkubvira

Duramazwi

kubvira

since

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kureva panotangira chiitiko.

1

Iri izwi rinoshandiswa kureva panotangira chiitiko.

Akanga asina kumbonyatsokotsira kubvira nguva yaakawaridza rukukwe pamwe namagudza ake.

Zvino Mai Mhofu vainge vakamukumira kubvira achiri mwana midiki paakashayikirwa naamai vake.

Vakaita mimba yaTakue kwave kuzvara mwana wavo Takue wavasina kubvira vakaratidza vabereki vavo.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word