Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa pakubatanidza pfungwa, richiratidza urefu hwenguva inenge yapera chinhu chisati chaitika.
1
Iri izwi rinoshandiswa pakubatanidza pfungwa, richiratidza urefu hwenguva inenge yapera chinhu chisati chaitika.
Chiko ndakabarwa, handisati ndaona zvakadai.
Machiko kurira kunoita mudumbu membwa inenge yadya zvekudya zvinopisa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikochikari
Uyu mudziyo une mavhiri maviri, unodhonzwa nen'ombe kana madhongi, kazhinji unoshandiswa kutakura zvinhu.
VerengaSwipe for the next word