Duramazwi
nokuti
for
Duramazwi
for
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupa chikonzero. Handiende kubasa svondo rino rose nokuti ndinorwara.
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupa chikonzero. Handiende kubasa svondo rino rose nokuti ndinorwara.
Vaiva nenhamo tsvuku chaiyo kwete yekutamba nokuti vaidya zvavaiwana kwete zvavaida.
Mbuya Takue vakanzwa tsitsi zvisingaite nokuti mwana wavo aive panguva yakaoma chaipo.
Akademba hake kuti deni mwari vasina kumusika nokuti inhamo yoga yoga.
Duramazwi
01 / 03nokutsakatika
extinct
VerengaSwipe for the next word