Duramazwi
nomazvo
aptly
Duramazwi
aptly
Kana zvinhu zvaitwa nomazvo zvinenge zvaitwa nenzira kwayo yazvinenge zvakafanira kuitwa nayo. Doro rikabikwa nomazvo, vanhu vanodhakwa vakafara chose.
Kana zvinhu zvaitwa nomazvo zvinenge zvaitwa nenzira kwayo yazvinenge zvakafanira kuitwa nayo. Doro rikabikwa nomazvo, vanhu vanodhakwa vakafara chose.
Izvi zvinokwanisika chete kana pfungwa dzerondedzero dzanga dzakarongwa nomazvo.
Yeuka yambiro dzose dzawakapiwa dzinoenderana nekupindura mibvunzo iyi nomazvo.
Yeuka yambiro dzose dzawakapiwa dzinoenderana nokupindura mibvunzo iyi nomazvo.
Duramazwi
01 / 03nombo
Kuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.
VerengaSwipe for the next word