Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirimbani.
1
Chirimbani.
Kuti dywi-i kuchema sokunoita gonzo kana richinge rabatwa nechikirimbani.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikiripi
Chikiripi kamudziyo kane buri mukati, kanoshandiswa kuvharidzira muromo wechinyoreso kuti usarovera kana kuti usanyora pasina kufanira.
VerengaSwipe for the next word