Duramazwi
Zvinoreva
Kukakanura kubaya kunoita minzwa yakawanda ichikukwenga muviri wose.
Kukakanura kukweva kana kunyurura chinhu chiri pedyo newe.

Akapinda muchuru achitinha mombe, akabudamo akakanurwa maoko ose nomuchecheni.
Kukakanura kubaya kunoita minzwa yakawanda ichikukwenga muviri wose.
Kukakanura kukweva kana kunyurura chinhu chiri pedyo newe.
Kukakanura kukweva kana kunyurura chinhu chiri pedyo newe.
Kukakanura kubaya kunoita minzwa yakawanda ichikukwenga muviri wose.
Kukakanura kukweva kana kunyurura chinhu chiri pedyo newe.
Kukakanura kutwasanudza chinhu chakaita sewaya.

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakanya
Kuti kakanya kufamba munhu achizvitutumadza.
VerengaSwipe for the next word