Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanisa kutaura nemazvo kashoma pano.
1
Kukwanisa kutaura nemazvo kashoma pano.
Gongo kanyama kakamira pamusuo wesikarudzi yemunhukadzi.
Akatanga kukakamira apo BaTakue vakatanga kusekerera.
Kudedemura kutaura kana kuverenga zvakatsetseka pasina kumbomira kana kukakamira.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakanuka
Kukakanuka kuzvuvika kana kubuda kunoita chinhu chichiuya, kana iwe wachikweva kana kuchinyurura.
VerengaSwipe for the next word