Duramazwi
fungidzira
approximate · envision · estimate · imaginative · presume · probable · speculate · superstitious · supposedly · suspicious · imagine
Duramazwi
approximate · envision · estimate · imaginative · presume · probable · speculate · superstitious · supposedly · suspicious · imagine
Kana uchifungidzira zvinhu, zvinenge zviri mumusoro mako ndizvo zvaunoona senge chokwadi chiripo kana kuti chakaitika.
Kana uchifungidzira zvinhu, zvinenge zviri mumusoro mako ndizvo zvaunoona senge chokwadi chiripo kana kuti chakaitika.
Ukasadai vaverengi vanova nenguva yakaoma yekufungidzira zvaunoda kunyora.
Rondedzero kutsanangura zvaunoziva maererano nezvakaitika, zvawakaona, zvawakanzwa kana zvaunofungidzira.
Mapurisa akavhenda zvose zvaiva mubhegi make nokuti aifungidzira kuti ndiye aiva nembanje.
Kana uchifungidzira munhu une-nge uine pfungwa yakasimba yokuti pane zvakashata zvaakaita kana kuti zvaanoita.
-fungira
Duramazwi
01 / 03fungidziro
conjecture
VerengaSwipe for the next word