KwaunobvaDuramazwiMmokoto

Zvinoreva

Kuti mokoto kuyerera sezvinoita misvodzi pamatama kana munhu achichema.

1

Kuti mokoto kunyungudika kwechinhu chaiswa mvura.

Kana munhu akati misodzi mokoto mokoto anenge achichema chinyararire uye achibudisa misodzi yakawanda inenge ichierera nematama.

2

Zvakafanana

nyakata

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mokoto mokoto

Kana munhu akati misodzi mokoto mokoto anenge achichema chinyararire uye achibudisa misodzi yakawanda inenge ichierera nematama.

Verenga

Swipe for the next word