Duramazwi
Zvinoreva
Kunyorova nokunyungudika.
1
Kunyorova nokunyungudika.
Kuti nyakata kunyungudika kunoita chinhu chakaita sevhiringa kana chichinge chaiswa mumvura.
2
Kana chinhu chakati nyakata muviri wacho wose unenge wakanyorova nemvura kana nechimwewo chinhu.
Akanayiwa nhumbi dzikasara dzati nyakata.
3
Kuti nyakata kunyungudika kwechinhu mumvura inopisa kana muzuva.
4
Kuti nyakata kunyungudika kunoita chinhu chakaita sevhiringa kana chichinge chaiswa mumvura.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyakata nyakata
Kuti nyakata nyakata kunyorova nokupfava kwechinhu.
VerengaSwipe for the next word