Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi imombe yekutenda inopiwa kumunhu anenge akurerera mwana wako. Iwe somukuwasha akamboramba mwana wake, unofanira kupa sekuru vemwana mombe yechiredzwa.
1

Hona rava zimhandara.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mombe yemashanga
Kuita mombe yemashanga kungoenda kumwe kunhu usingadzoki kumba.
VerengaSwipe for the next word