KwaunobvaDuramazwiMmome

Duramazwi

mome

Zvinoreva

Kuti mome kuenda panzvimbo kwezvinhu zvakawanda zvokuti zvinozadza nzvimbo yose.

1

Kuti mome kuenda panzvimbo kwezvinhu zvakawanda zvokuti zvinozadza nzvimbo yose.

Mhashu dzakati mome mumunda worukweza ndokubva dzatsvaira rwose zvokuti hapana chakazokohwewa.

Kuti mome kuenda panzvimbo kwezvinhu zvakawanda zvokuti zvinozadza nzvimbo yose.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

momera

Kumomera kuungana kwezvinhu panzvimbo imwe chete, sezvinoita masvosve pamafufu echingwa arasirwa pasi.

Verenga

Swipe for the next word