KwaunobvaDuramazwiSsiririsa

Duramazwi

siririsa

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichisiririsa zvinenge zvichiita kuti unzwe tsitsi.

1

Kana zvinhu zvichisiririsa zvinenge zvichiita kuti unzwe tsitsi.

Tadiwa akaridza mhere yaisiririsa zvisingaite ainge asina kutarisira kutsva panguva iyi apo akapiswa kuface.

Nyaya iri mubhuku iri inosiririsa zvikuru.

Zvokuita Mombe dzaVaChiutsi dzakanodya mumunda maVaHungwe dzikasiya zvirimwa zvaparara zvinosiririsa kuona.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word