KwaunobvaDuramazwiSsuruvara

Duramazwi

suruvara

-shungupara

Zvinoreva

Kana munhu akasuruvara anenge asingafari, aine zviri kumutambudza mupfungwa.

1

Kana munhu akasuruvara anenge asingafari, aine zviri kumutambudza mupfungwa.

Vana vanga vachiona amai vavo vachirohwa havachina mufaro, vakasuruvara.

Kana munhu akarereka musoro anenge akauisa parutivi akasuruvara kana kuti achifunga.

Kana munhu akasuruvara anenge asingafari, aine zviri kumutambudza mupfungwa.

Zvakafanana

-shungupara

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word