Duramazwi · zita
Zvinoreva
Susu ndemunogara kudya kusati kwanyatsogayiwa mudumbu memhuka dzakaita sen'ombe.
1
Susu ndemunogara kudya kusati kwanyatsogayiwa mudumbu memhuka dzakaita sen'ombe.
Susu ndemunogara kudya kusati kwanyatsogayiwa mudumbu memhuka dzakaita sen'ombe.
Mususu muti unokura zviri pakati nepakati, unoshandiswa kuveza zvinhu zvakaita sezvikei nemajoki.
Iyi inyama yesusu inowanzopiwa vakomana kuti vadye iri mbishi, inonzi inobatsira kuti vagogona kuridza mheterwa.
Zvakafanana
muromowangoshi · tsitsa · chasusu
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03susubheri
Susubheri muchero unoita vana vanoibva vachiita yero, vanotapira.
VerengaSwipe for the next word