KwaunobvaDuramazwiSsusukidza

Duramazwi

susukidza

Zvinoreva

Kususukidza kubatsira munhu kuita chimwe chinhu chaasingakwanisi ari oga.

1

Kususukidza kuperekedza munhu wakamutakurira mbatya dzake.

Kana munhu achinzi anozvisusukidza senyama yomusoro anenge achizvikudza nokuzvida achizviisa pachinhanho chaasingakwani.

2

Kususukidza kuperekedza munhu wakamutakurira mbatya dzake.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

susuma

Kana vanhu vachisusuma vanenge vachifamba vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word