Duramazwi
-finha-svota
Zvinoreva
Kumimina.
Kususunha kumhanya munhu achitsika pasi nezvigu-nwe uye akakotamira nokuisa musoro mberi.
1
Kumimina.
Kana chokudya chichisusunha chinenge chichizokusvota kana wapedza kuchidya.
Kususunha kumhanya munhu achitsika pasi nezvigu-nwe uye akakotamira nokuisa musoro mberi.
2

3

Zvakafanana
-finha · -svota
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03susupenzi
Susupenzi imari ine uwandu hwemappendi mashanu.
VerengaSwipe for the next word