KwaunobvaDuramazwiMmuperekedzi

Zvinoreva

Uyu mumwe wevanhu vanoendesa mukadzi mutsva kumusha kwaanenge akaroorwa.

1

Uyu mumwe wevanhu vanoendesa mukadzi mutsva kumusha kwaanenge akaroorwa.

Kubatidza muchato kuva muperekedzi wevaviri vanenge vachichata.

2

Uyu mumwe wevasikana kana vakomana vanenge vari pamuchato, vachitsigira vachati, mungava muchechi, kwamudzviti kana dzimwe hofisi dzinochatira vanhu.

Zvakafanana

mubatidzi · muemeri · muperekedzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muperekeri

Munyaya dzezvematare, muperekeri munhu anotaurira vedare nyaya inenge ichizotongwa musi iwoyo.

Verenga

Swipe for the next word