Duramazwi
muchingi
mbuyawevasikana lanyamukuta la
Duramazwi
Muchingi munhu kunyanya munhukadzi ane ruzivo rwekubatsira madzimai pakuzvara.
Muchingi munhu kunyanya munhukadzi ane ruzivo rwekubatsira madzimai pakuzvara.
Muchingi munhu kunyanya munhukadzi ane ruzivo rwekubatsira madzimai pakuzvara.
Muchingi ihanzvadzikomana inofambisa mashoko pakuroorwa kwehanzvadzisikana.
Nguva dzose muchingi anofanira kuva mudiki kumusikana ari kuroorwa uye haafaniri kuita budandibudewo nanyakuroorwa.
mbuyawevasikana la · nyamukuta la
Duramazwi
01 / 03muchini
Muchini ndechose chakagadzirirwa kuita basa nyore uye nokukurumidza.
VerengaSwipe for the next word